Genesis 30:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari akaraŋgarira ʋo Rakeri, Mŋari akamunzwa, akazarura ciɀaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mwari akarangarira Rakeri; akamunzwa uye akazarura chizvaro chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akarangarirawo Rakeri. Mwari akanzwa munamato wake ndokubva amupawo mbereko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akarangarirawo Rakeri, Mwari akamunzwa, akazarura chizvaro chake.
Shona 2009?
Zvino Mwari akarangarirawo Rakeri, Mwari akamunzwa, akazarura chizvaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akarangarirawo Racheri, Mwari akamunzwa, akazarura chizvaro chake.