Genesis 30:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akamutumidza zita rinonzi Josefa, aciti: Jehova ŋgaandiwedzere mumŋe mŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamutumidza zita rokuti Josefa, uye akati, “Mwari ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamutumidza zita rokuti Josefi achiti, “Dai Tenzi akandipazve mumwe mwana mukomana!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akamutumidza zita rinonzi Josefa, achiti, Jehovha ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Shona 2009?
akamutumidza zita rinonzi Josefa, achiti, "Jehovha ngaandiwedzere mumwe mwanakomana."
Shona SUB 2002 Bible
akamutumidza zita rinonzi Josefa, achiti, “Jehovha ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”