Genesis 30:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rakeri wakati aɓereka Josefa, Jakobo akati kunaRabani: Ndiregei, ndiende kumusha kwaŋgu, nokunyika yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuberekwa kwaJosefa naRakeri, Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndiregei ndiende kunyika yokwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri paakabereka Josefi, Jakobho akati kuna Rabhani, “Chiregai ndichidzokera kumusha kwangu, kunyika kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rakeri akati abereka Josefa, Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndiregei, ndiende kumusha kwangu, nokunyika yangu.
Shona 2009?
Zvino Rakeri akati abereka Josefa, Jakobho akati kuna Rabhani, "Ndiregei, ndiende kumusha kwangu, nokunyika yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Racheri akati abereka Josefa, Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndiregei, ndiende kumusha kwangu, nokunyika yangu.