Genesis 30:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndipei ʋakadzi ʋaŋgu naʋana ʋaŋgu, ʋandakakuɓatirai, ndiende haŋgu, nokuti imi munoziʋa kuɓata kwaŋgu kwandakakuɓatirai nako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndipei vakadzi vangu navana, avo vandakakushandirai kuti ndigowana, uye ndigoenda. Munoziva kuti ndakakushandirai sei.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chindipai zvenyu madzimai angu andakaitira ugariri, navana vangu, ndiende nokuti imi munoziva kushanda kwandakakuitirai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndipei vakadzi vangu navana vangu, vandakakubatirai, ndiende hangu, nokuti imi munoziva kubata basa kwangu kwandakakubatirai nako.”
Shona 2009?
Ndipei vakadzi vangu navana vangu, vandakakubatirai, ndiende hangu, nokuti imwi munoziva kubata basa kwangu kwandakakubatirai nako."
Shona SUB 2002 Bible
Ndipei vakadzi vangu navana vangu, vandakakubatirai, ndiende hangu, nokuti imi munoziva kubata basa kwangu kwandakakubatirai nako.”