Genesis 30:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akati: Ɀino kana ndawana nyasha pamberi pako, gara hako; nokuti ndakaʋona kuti Jehova wakandiropafadza nokuɗa kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Rabhani akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Rabhani akamuti, “Ndapota zvangu, dai wagara. Ndakanyatsoongorora ndikaona kuti, Tenzi akandikomborera pamusana pako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akati, “Zvino kana ndawana nyasha pamberi pako, gara hako, nokuti ndakaona kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.”
Shona 2009?
Rabhani akati,,"Zvino kana ndawana nyasha pamberi pako, gara hako, nokuti ndakaona kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako."
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akati, “Zvino kana ndawana nyasha pamberi pako, gara hako, nokuti ndakaona kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.”