Genesis 30:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndiʋudze muɓairo wako, ndigokupa iwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatizve, “Reva muripo wako, uye ndichakuripa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Reva zvako mubayiro waunoda kuti ndipote ndichikupa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndiudze mubayiro wako, ndigokupa iwo.”
Shona 2009?
Akati, "Ndiudze mubayiro wako, ndigokupa iwo."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndiudze mubairo wako, ndigokupa iwo.”