Genesis 30:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Imi munoziʋa mumene seɀandakakuɓatirai, ʋuye kugara kweɀipfuwo ɀenyu kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati kwaari, “Munoziva kuti ndakakushandirai sei uye kuti zvipfuwo zvenyu ndakazvichengeta sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akati, “Imi munoziva kukushandirai kwandakaita, munozivawo machengetero andakaita zvipfuwo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Imi munoziva mumene sezvandakakubatirai, uye kugara kwezvipfuwo zvenyu kwandiri.
Shona 2009?
Iye akati, "imwi munoziva mumene sezvandakakubatirai, uye kugara kwezvipfuwo zvenyu kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Imi munoziva mumene sezvandakakubatirai, uye kugara kwezvipfuwo zvenyu kwandiri.