Genesis 30:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Hoyo murandakadzi waŋgu Birha; pinda kwaari, kuti aɓereke pamabvi aŋgu, neni ndiwane ʋana kwaari
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati, “Hoyu Bhiriha, murandakadzi wangu. Vata naye kuitira kuti andiberekere vana uye kuti kubudikidza naye neni ndigovawo nemhuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri akati, “Hoyuka Bhiriha muranda wangu pindai naye mumba zvako, andiberekere vana, ndiumbewo mhuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Hoyu murandakadzi wangu Bhiriha; pinda kwaari, kuti abereke pamabvi angu, neni ndiwane vana kwaari.”
Shona 2009?
Iye akati, "Hoyo murandakadzi wangu Bhiriha; pinda kwaari kuti abereke pamabvi angu, neni ndiwane vana kwaari.'
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Hoyu murandakadzi wangu Bhiriha; pinda kwaari, kuti abereke pamabvi angu, neni ndiwane vana kwaari.”