Genesis 30:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndokupeiko — Jakobo akati: Musandipa cinhu; kana mukandiitira cinhu ici, ndicafudza ɀe ɀipfuwo ɀenyu nokuɀiceŋgeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamubvunza akati, “Ndokupeiko?” Jakobho akati, “Musandipa chinhu. Asi kana mukandiitira chinhu chimwe chete ichi, ndicharamba ndichifudza makwai enyu uye ndichaachengeta:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani ndokuti, “Zvino chii chandingakupe?” Jakobho akati, “Regai zvenyu kundipa chinhu. Kana mabvuma zvandinokukumbirai, ndiregei zvenyu ndichifudza zvipfuwo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndokupeiko?” Jakobho akati, “Musandipa chinhu; kana mukandiitira chinhu ichi, ndichafudzazve zvipfuwo zvenyu nokuzvichengeta.
Shona 2009?
Iye akati, "Ndokupeiko?" Jakobho akati, "Musandipa chinhu; kana mukandiitira chinhu ichi, ndichafudzazve zvipfuwo zvenyu nokuzvichengeta.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndokupeiko?” Jakobho akati, “Musandipa chinhu; kana mukandiitira chinhu ichi, ndichafudzazve zvipfuwo zvenyu nokuzvichengeta.