Genesis 30:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafamba pakati peɀipfuwo ɀenyu ɀose nhasi, ndiciraʋura pakati paɀo ɀose ɀinamaʋara neɀinamakwapa, namatema pakati pamakwai, nedzinamaʋara nedzinamakwapa pakati pembudzi; ndiɀoɀo ɀicaʋa muɓairo waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi uye nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndichacherechedza zvipfuwo zvenyu nhasi, ndichitsaura hwai nehwayana dzina mavara mavara nedzina makamba makamba nenhema. Ndichatsaurawo mbudzi dzose dzina makamba makamba nedzina mavara mavara. Zvipfuwo izvozvo ndizvo zvingave mubayiro wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafamba pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi, ndichiraura pakati pazvo zvose zvinamavara nezvinamakwapa, namatema pakati pamakwai, nedzinamavara nedzinamakwapa pakati pembudzi; ndizvozvo zvichava mubayiro wangu.
Shona 2009?
Ndichafamba pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi, ndichiraura pakati pazvo zvose zvinamavara nezvinamakwapa, namatema pakati pamakwai, nedzinamavara nedzinamakwapa pakati pembudzi; ndizvozvo zvichava mubayiro wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafamba pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi, ndichiraura pakati pazvo zvose zvina mavara nezvina makwapa, namatema pakati pamakwai, nedzina mavara nedzina makwapa pakati pembudzi; ndizvozvo zvichava mubairo wangu.