Genesis 30:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akatora matanda omustoraksi, noomuamanda, noomuprani, akaȿuʋura mitaro micena paari, kuti kucena kuʋonekwe kwakaŋga kuri maari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, Jakobho akatora matavi akatemwa kubva pamupopura, muarimondi noomuti womupureni uye akasvuura mitsetse michena pairi achibvisa gwati kuti kuchena kwedanda kwomukati kuonekwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akatora tumapango tunyoro twomupopura nomuarimondi nomupureni, akakwatura makanda acho achiti apa kwaturei apa siyei apa kwaturei apa siyei, tuchisara twava nemitsetse mitsetse mitema nemichena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akatora matanda omusitorakisi, noomuamanda, noomupurani, akasvuura mitaro michena paari, kuti kuchena kuonekwe kwakanga kuri maari;
Shona 2009?
Zvino Jakobho akatora matanda omusitorakisi, noomuamanda, noomupurani, akasvuura mitaro michena paari, kuti kuchena kuonekwe kwakanga kuri maari;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akatora matanda omusitorakisi, noomuarimobdi, noomupurani, akasvuura mitaro michena paari, kuti kuchena kuonekwe kwakanga kuri maari;