Genesis 30:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀipfuwo ɀikatora zamu pamberi pamatanda; ɀipfuwo ɀikaɓereka ʋana ʋanemitsetsa, naʋanamaʋara, naʋanamakwapa
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvaisangana pamberi pamatanda. Uye zvaibereka vana vane mitsetse kana vane mavara kana makwapa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino iyoyo yakanga iri nguva yokutandana kwezvipfuwo, saka zvipfuwo zvakaita mazamu zvichitarisa tumapango twuya zvakabereka vana vane mitsetse mitsetse, navana mavara mavara navana makamba makamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvipfuwo zvikatora zamu pamberi pamatanda, zvipfuwo zvikabereka vana vane mitsetse, navanamavara, navanamakwapa.
Shona 2009?
Zvipfuwo zvikatora zamu pamberi pamatanda, zvipfuwo zvikabereka vana vane mitsetse, navanamavara, navanamakwapa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvipfuwo zvikatora zamu pamberi pamatanda, zvipfuwo zvikabereka vana vane mitsetse, navana mavara, navana makwapa.