Genesis 30:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akaraʋura makwaiana, akataridza ɀipfuwo kuneɀaiʋa nemitsetsa, neɀitema pakati peɀipfuwo ɀaRabani; akaisa mapoka ake ari oga; haana‐kuɀiisa kuɀipfuwo ɀaRabani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho aitsaura mbudzana kana makwayana oga, asi aiita kuti akasara atarisane nezvipfuwo zvine mitsetse nezvipfuwo zvitema zvakanga zviri zvaRabhani. Nokudaro akaparadzanisa zvipfuwo zvake nezvaRabhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akatsaura hwayana, zvipfuwo zvose zvakasara akazviisa pazvo zvoga zvakatarisana nezvipfuwo zvaRabhani zvaiva nemitsetse mitsetse nezvakanga zviri zvitema. Ndokutanga kwakaita Jakobho kuita matanga ezvipfuwo zvavo pachavo vasisasanganise nedanga rezvipfuwo zvaRabhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akaraura makwayana, akataridza zvipfuwo kune zvaiva nemitsetse, nezvitema pakati pezvipfuwo zvaRabhani; akaisa mapoka ake ari oga; haana kuzviisa kuzvipfuwo zvaRabhani.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akaraura makwayana, akataridza zvipfuwo kune zvaiva nemitsetse, nezvitema pakati pezvipfuwo zvaRabhani; akaisa mapoka ake ari oga; haana kuzviisa kuzvipfuwo zvaRabhani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akatsaura makwayana, akataridza zvipfuwo kune zvaiva nemitsetse, nezvitema pakati pezvipfuwo zvaRabhani; akaisa mapoka ake ari oga; haana kuzviisa kuzvipfuwo zvaRabhani.