Genesis 30:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana ɀipfuwo ɀicishaiwa simba haana‐kuaisa; naiɀoɀo ɀakaŋga ɀisinesimba ɀakaŋga ɀiri ɀaRabani, asi ɀaiʋa nesimba ɀakaŋga ɀiri ɀaJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi kana zvipfuwo zvisina simba, aisaisa matanda ipapo. Saka zvipfuwo zvisina simba zvakaenda kuna Rabhani uye zvine simba zvikaenda kuna Jakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana zvipfuwo zvacho zvainge zviri ndonda, akanga asingatandarike tumapango twacho. Saka zvipfuwo zvakanga zvakaondoroka zvaiva zvaRabhani, asi zvakasimba zviri zvaJakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana zvipfuwo zvichishaiwa simba haana kuaisa; naizvozvo zvakanga zvisina simba zvakanga zviri zvaRabhani, asi zvaiva nesimba zvakanga zviri zvaJakobho.
Shona 2009?
asi kana zvipfuwo zvichishaiwa simba haana kuaisa; naizvozvo zvakanga zvisina simba zvakanga zviri zvaRabhani
Shona SUB 2002 Bible
asi kana zvipfuwo zvichishaiwa simba haana kuaisa; naizvozvo zvakanga zvisina simba zvakanga zviri zvaRabhani, asi zvaiva nesimba zvakanga zviri zvaJakobho.