Genesis 30:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rakeri akati: Mŋari wakandiruramisira, akandipa mŋanakomana; naiɀoɀo akamutumidza zita rinonzi Dani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rakeri akati, “Mwari andiruramisira; iye akanzwa mukumbiro wangu uye akandipa mwanakomana.” Nokuda kwaizvozvo akamutumidza zita rokuti Dhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri akati, “Mwari andiitira ruenzaniso, anzwa chichemo changu akandipawo mwana mukomana.” Naizvozvo akamutumidza zita rokuti Dhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rakeri akati, “Mwari akandiruramisira, akandipa mwanakomana”; naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Dhani.
Shona 2009?
Rakeri akati, "Mwari akandiruramisa, akandipa mwanakomana", naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Dhani.
Shona SUB 2002 Bible
Racheri akati, “Mwari akandiruramisira, akandipa mwanakomana”; naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Dhani.