Genesis 30:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Birha, murandakadzi waRakeri akaʋa nemimba ɀe, akaɓerekera Jakobo mŋanakomana wecipiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhiriha murandakadzi waRakeri akavazve nemimba uye akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriha muranda waRakeri akavazve napamuviri ndokuberekera Jakobho mwana mukomana wechipiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhiriha, murandakadzi waRakeri akava nemimbazve, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona 2009?
Bhiriha, murandakadzi waRakeri akava nemimbazve, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.
Shona SUB 2002 Bible
Bhiriha, murandakadzi waRacheri akava nemimbazve, akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri.