Genesis 30:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rakeri akati: Ndakarwa nokurwa kukuru nomukoma waŋgu, ndikakunda; akamutumidza zita rinonzi Naftari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rakeri akati, “Ndakava nokurwa kukuru nomukoma wangu, uye ndikakunda.” Saka akatumutumidza zita rokuti Nafutari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Rakeri akati, “Ndakwikwidzana nomukoma wangu, ndikakunda.” Akabva amutumidza zita rokuti Nafutari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rakeri akati, “Ndakarwa nokurwa kukuru nomukoma wangu, ndikakunda;” akamutumidza zita rinonzi Nafutari.
Shona 2009?
Zvino Rakeri akati, "Ndakarwa nokurwa kukuru nomukoma wangu, ndikakunda;" akamutumidza zita rinonzi Nafutari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Racheri akati, “Ndakarwa nokurwa kukuru nomukoma wangu, ndikakunda;” akamutumidza zita rinonzi Nafutari.