Genesis 31:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Rakeri naRea ʋakapindura ʋakati kwaari: Ko ticinomugoʋe nenhaka kuimba yaɓaɓa ʋeɗu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Rakeri naRea vakati, “Ko, tichine mugove munhaka yababa vedu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri naRea vakati, “Ko munoti tichine cheduwo here pamusha wababa vedu kunyange nhaka zvayo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Rakeri naRea vakapindura vakati kwaari, “Ko tichine mugove nenhaka kuimba yababa vedu here?
Shona 2009?
Ipapo Rakeri naRea vakapindura vakati kwaari, "Ko tichine mugove nenhaka kuimba yababa vedu here?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Racheri naRea vakapindura vakati kwaari, “Ko tichine mugove nenhaka kuimba yababa vedu here?