Genesis 31:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti fuma yose, yakatorerwa ɓaɓa ʋeɗu naMŋari, ndeyeɗu neyaʋana ʋeɗu; naiɀoɀo ɀino ciita hako seɀawaʋudzwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo pfuma yose yakatorwa naMwari kubva kuna baba vedu ndezvedu nevana vedu. Saka ita zvose zvaunoudzwa naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upfumi ihwohu hwakatorerwa baba vedu naMwari ndochedu chatakatoburawo isu navana vedu. Saka chiitai zvenyu chiri chose chamakaudzwa naMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pfuma yose, yakatorerwa baba vedu naMwari, ndeyedu neyavana vedu; naizvozvo zvino chiita hako sezvawaudzwa naMwari.”
Shona 2009?
Nokuti fuma yose, yakatorerwa baba vedu naMwari, ndeyedu neyavana vedu; naizvozvo zvino chiita hako sezvawaudzwa naMwari."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pfuma yose, yakatorerwa baba vedu naMwari, ndeyedu neyavana vedu; naizvozvo zvino chiita hako sezvawaudzwa naMwari.”