Genesis 31:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jakobo akasimuka, akataȿisa ʋana ʋake naʋakadzi ʋake pamakamera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akaisa vana vake navakadzi vake pangamera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akarongedza, ndokukwidza vana vake namadzimai avo panghamera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jakobho akasimuka, akatasvisa vana vake navakadzi vake pamakamera;
Shona 2009?
Ipapo Jakobho akasimuka, akatasvisa vana vake navakadzi vake pamakamera;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jakobho akasimuka, akatasvisa vana vake navakadzi vake pamakamera;