Genesis 31:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatora ɀipfuwo ɀake ɀose, nefuma yake yose, yaakaŋga aʋuŋganidza, ɀipfuwo ɀaakaŋga apfuwa, ɀaakaŋga aʋuŋganidza paPadani‐arami, kuti aende kunaIsaka ɓaɓa ʋake, kunyika yeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatinha zvipfuwo zvose pamwe chete nepfuma yose yaakanga aunganidza muPadhani Aramu, kuti aende kuna baba vake Isaka kunyika yeKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatorawo upfumi hwake hwose. Vakatinha zvipfuwo zvavo zvose zvavakanga vawana kuMesopotamia, vakaenda nazvo kunyika yeKanani, kuna baba vavo Isaki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatora zvipfuwo zvake zvose, nepfuma yake yose, yaakanga aunganidza, zvipfuwo zvaakanga apfuwa, zvaakanga aunganidza paPadhanaramu, kuti aende kuna Isaka baba vake, kunyika yeKenani.
Shona 2009?
akatora zvipfuwo zvake zvose, nefuma yake yose, yaakanga aunganidza, zvipfuwo zvaakanga apfuwa, zvaakanga aunganidza paPa­dhanaramu, kuti aende kuna Isaka baba vake, kunyika yeKenani.
Shona SUB 2002 Bible
akatora zvipfuwo zvake zvose, nepfuma yake yose, yaakanga aunganidza, zvipfuwo zvaakanga apfuwa, zvaakanga aunganidza paPadhai-naramu, kuti aende kuna Isaka baba vake, kunyika yeKenani.