Genesis 31:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rabani wakaŋga aenda kundoʋeʋura makushe amakwai ake; Rakeri akaɓa cifananidzo cainamatwa caɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akati aenda kundoveura makwai ake, Rakeri akaba vamwari vomumba mababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akanga aenda kundoveura makushe ehwai dzake, Rakeri sarei oba tumwari twokuveza twababa vake Rabhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabhani akanga aenda kundoveura makushe amakwai ake; Rakeri akaba chifananidzo chainamatwa chababa vake.
Shona 2009?
Zvino Rabhani akanga aenda kundoveura makushe amakwai ake; Rakeri akaba chifananidzo chainamatwa chababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabhani akanga aenda kundoveura makushe amakwai ake; Racheri akaba chifananidzo chainamatwa chababa vake.