Genesis 31:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akanyeŋgedzera Rabani, muAramia, nokuti haana‐kumuʋudza kuti ndotiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo, Jakobho akanyengera Rabhani muAramu nokusamuudza kuti ava kuenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akanyengedza Rabhani muAramu, nokurega kumuudza kwaakaita kuti akanga afunga zvokuenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akanyengedzera Rabhani, muAramu, nokuti haana kumuudza kuti ndotiza.
Shona 2009?
Jakobho akanyengedzera Rabhani, muAramu, nokuti haana kumuudza kuti ndotiza.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akanyengedzera Rabhani, muAramu, nokuti haana kumuudza kuti ndotiza.