Genesis 31:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nomusi wetatu Rabani akaʋudzwa kuti Jakobo watiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechitatu Rabhani akazoudzwa kuti Jakobho akanga atiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwapera mazuva matatu, Rabhani akaudzwa kuti Jakobho akatiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nomusi wetatu Rabhani akaudzwa kuti Jakobho watiza.
Shona 2009?
Zvino nomusi wetatu Rabhani akaudzwa kuti Jakobho watiza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nomusi wetatu Rabhani akaudzwa kuti Jakobho watiza.