Genesis 31:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akaʋuya kunaRabani, muAramia, pakurota ʋusiku, akati kwaari: Cenjera, kuti urege kutaura kunaJakobo cinhu, kana cakanaka kana cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mwari akasvika kuna Rabhani muAramu mukurota usiku uye akati kwaari, “Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti hwave usiku, Mwari akauya mukurota kuna Rabhani muAramu akamuyambira achiti, “Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akauya kuna Rabhani, muAramu, pakurota usiku, akati kwaari, “Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho chinhu, kana chakanaka kana chakaipa.”
Shona 2009?
Mwari akauya kuna Rabhani, muAramu, paku­rota usiku, akati kwaari, "Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho chinhu, kana chakanaka kana chakaipa."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akauya kuna Rabhani, muAramu, pakurota usiku, akati kwaari, “Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho chinhu, kana chakanaka kana chakaipa.”