Genesis 31:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Watizireiko pakaʋanda, ukandinyeŋgedzera; wakaregerei kundiʋudza, ndikakutendera kuti uende nomufaro, nenziyo, neŋgoma, noruɗimbga?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, watizirei muchivande uye ukandinyengera? Seiko usina kundiudza, kuitira kuti ndaidai ndakuendesa nomufaro uye kuchiimbwa nziyo nokuridzwa matamburena norudimbwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sei waita zvokusvova uchindinyengedza kudai, usinganditaurire? Ko unoti ndingadai ndisina kukuitirawo mabiko takafara tichipembera, tichiimba zvedu tichiridza ngoma nezvipendani?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Watizireiko pakavanda, ukandinyengedzera; wakaregerei kundiudza, ndikakutendera kuti uende nomufaro, nenziyo, nengoma, norudimbwa?
Shona 2009?
Watizireiko pakavanda, ukandinyengedzera; wakaregerei kundiudza, ndikakutendera kuti uende nomufaro, nenziyo, nengoma, norudimhwa?
Shona SUB 2002 Bible
Watizireiko pakavanda, ukandinyengedzera; wakaregerei kundiudza, ndikakutendera kuti uende nomufaro, nenziyo, nengoma, norudimbwa?