Genesis 31:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauna‐kunditendera kuti ndiȿete ʋanakomana ʋaŋgu naʋakunda ʋaŋgu. Ɀino waita seɓenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauna kunditendera kutsvoda vazukuru vangu kana kuonekana navanasikana vangu. Waita zvoupenzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauna kunditendera kuti nditsvode vanakomana vangu navakunda vangu. Zvino waita sebenzi.
Shona 2009?
Hauna kundi­tendera kuti nditsvode vanakomana va­ngu navakunda vangu. Zvino waita sebe­nzi.
Shona SUB 2002 Bible
Hauna kunditendera kuti nditsvode vanakomana vangu navakunda vangu. Zvino waita sebenzi.