Genesis 31:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinesimba paruʋoko rwaŋgu rokukuitira ɀakaipa; asi Mŋari waɓaɓa ʋako wakataura neni ʋusiku bgazuro, akati: Cenjera, kuti urege kutaura kunaJakobo kana cakanaka kana cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndine simba rokukukuvadza; asi usiku Mwari wababa vako ati kwandiri, ‘Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi ndinogona zvangu kukuita chimwe chinhu, dai pasina Mwari wababa vako ataura neni usiku hwanhasi achiti, ‘Usambotaura zvako kana chii zvacho chakaipa kuna Jakobho.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndine simba paruoko rwangu rokuitira zvakaipa; asi Mwari wababa vako akataura neni usiku hwazuro, akati, ‘Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho kana chakanaka kana chakaipa.’
Shona 2009?
Ndine simba paruoko rwangu rokukuitira zvakaipa; asi Mwari wababa vako akataura neni usiku hwazuro, akati, `Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jako­bho kana chakanaka kana chakaipa.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndine simba paruoko rwangu rokuitira zvakaipa; asi Mwari wababa vako akataura neni usiku hwazuro, akati, ‘Chenjera, kuti urege kutaura kuna Jakobho kana chakanaka kana chakaipa.’