Genesis 31:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, kana wakaɗa kuenda hako, ɀawakaŋga ucishuʋa ɀikuru imba yaɓaɓa ʋako, wagoɓireiko ʋamŋari ʋaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino wakada kuenda nokuda kwokushuva kudzokera kuimba yababa vako. Asi wakabireiko vamwari vangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvawakatiza pamusana pokuda kudzokera kumusha kwababa wako, wakagobireiko vamwari vangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, kana wakada kuenda hako, zvawakanga uchishuva zvikuru imba yababa vako, wagobireiko vamwari vangu?”
Shona 2009?
Zvino, kana wakada kuenda hako, zvawakanga uchishuva zvikuru imba yababa vako, wagobireiko vamwari vangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, kana wakada kuenda hako, zvawakanga uchishuva zvikuru imba yababa vako, wagobireiko vamwari vangu?”