Genesis 31:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wamuŋgawana anaʋamŋari ʋenyu, ŋgaarege kurarama. Ɀino hama dzeɗu dziciri’ko, natsai kutȿaka ɀinhu ɀenyu ɀiri kwandiri, mugoɀitora; nokuti Jakobo wakaŋga asiŋgaziʋi kuti Rakeri wakaŋga aɀiɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana mukawana munhu upi zvake anenge ana vamwari venyu, iyeye haafaniri kurarama. Pamberi pehama dzedu zvionerei pachenyu kana pane chinhu chenyu pano neni; uye kana zvakadaro, muchitore henyu.” Zvino Jakobho akanga asingazivi kuti Rakeri akanga aba vamwari vacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukawana paine munhu ane vamwari venyu ngaaurayiwe. Zvino, hama dzenyu dzichizviona kudai, nyatsotsvakai chenyu chandinacho, mutore.” Asi Jakobho akanga asingazive kuti Rakeri ndiye akanga aba vamwari ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye wamungawana ana vamwari venyu, ngaarege kurarama. Zvino hama dzedu dzichiriko, natsai kutsvaka zvinhu zvenyu zviri kwandiri, mugozvitora;” nokuti Jakobho akanga asingazivi kuti Rakeri akanga azviba.
Shona 2009?
Iye wamungawana ana vamwari venyu, ngaarege kurarama. Zvino hama dzedu dzichiriko, natsai kutsvaka zvinhu zvenyu zviri kwandiri, mugozvitora;" nokuti Jakobho akanga asingazivi kuti Rakeri akanga azviba.
Shona SUB 2002 Bible
Iye wamungawana ana vamwari venyu, ngaarege kurarama. Zvino hama dzedu dzichiriko, natsai kutsvaka zvinhu zvenyu zviri kwandiri, mugozvitora;” nokuti Jakobho akanga asingazivi kuti Racheri akanga azviba.