Genesis 31:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akatsamŋa, akapopotera Rabani; Jakobo akapindura akati kunaRabani: Kuɗarika kwaŋgu ndokweiko — Ko kutadza kwaŋgu ndokwei, ɀamanditeʋera neshuŋgu dzakaɗai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akatsamwa uye akapopotera Rabhani akati, “Mhaka yangu ndeyeiko? Chivi chandakaita ndecheiko zvamandivhima mukadai?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akabva atsamwa kwazvo akapopotera Rabhani achiti, “Ko chandakakutadzirai chii? Ko chakaipa chandakaita ndechipi, zvamanditevera muchitoita zvokuvhima kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akatsamwa, akapopotera Rabhani; Jakobho akapindura akati kuna Rabhani, “Kudarika kwangu ndokweiko? Ko kutadza kwangu ndokwei, zvamanditevera neshungu dzakadai?
Shona 2009?
Zvino Jakobho akatsamwa, akapo­potera Rabhani; Jakobho akapindura akati kuna Rabhani, "Kudarika kwangu ndokweiko? Ko kutadza kwangu ndo­kwei, zvamanditevera neshungu dzaka­dai?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akatsamwa, akapopotera Rabhani; Jakobho akapindura akati kuna Rabhani, “Kudarika kwangu ndokweiko? Ko kutadza kwangu ndokwei, zvamanditevera neshungu dzakadai?