Genesis 31:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakagara nemi makore aya makumi maʋiri; matunɀi enyu amakwai nenhunɀi dzenyu dzembudzi haɀina‐kuȿodza, makondobge enyu amakwai handinakuadya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakanga ndinemi makore makumi maviri aya. Makwai enyu nembudzi dzenyu hazvina kusvodza, uye handina kudya makondohwe amakwai enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakagara nemi makumi maviri amakore, hwai nembudzi dzenyu hadzina kumbosvodza. Handina kubaya hondohwe dzamatanga enyu ndichidya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakagara nemi makore aya makumi maviri; matunzvi enyu amakwai nenhunzvi dzenyu dzembudzi hazvina kusvodza, makondohwe enyu amakwai handina kuadya.
Shona 2009?
Ndakagara nemwi makore aya makumi maviri; matu­nzvi enyu amakwai nenhunzvi dzenyu dzembudzi hazvina kusvodza, makondo­hwe enyu amakwai handina kuadya.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakagara nemi makore aya makumi maviri; matunzvi enyu amakwai nenhunzvi dzenyu dzembudzi hazvina kusvodza, makondohwe enyu amakwai handina kuadya.