Genesis 31:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakarumŋa neɀikara handina‐kuʋuya naɀo kwamuri; asi ndakaɀiripa ini; makaɀireʋa pamaʋoko aŋgu, kana ɀakaɓiwa masikati, kana ɀakaɓiwa ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kuuya kwamuri nezvipfuwo zvakabvamburwa nezvikara zvesango; ndakatakura mutoro wacho pachangu. Uye makareva muripo kubva kwandiri pane zvose zvakabiwa masikati kana usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvipfuwo zvainge zvarumwa nezvikara handaikuudzai imi, asi ndaizvitsiva nezvangu pachangu. Zvipfuwo zvainge zvabiwa masikati kana usiku maindiripisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakarumwa nezvikara handina kuuya nazvo kwamuri; asi ndakazviripa ini; makazvireva pamaoko angu, kana zvakabiwa masikati, kana zvakabiwa usiku.
Shona 2009?
Zvakarumwa nezvikara handina kuuya nazvo kwamuri; asi ndakazviripa ini; makazvireva pamaoko angu, kana zvaka­biwa masikati, kana zvakabiwa usiku.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakarumwa nezvikara handina kuuya nazvo kwamuri; asi ndakazviripa ini; makazvireva pamaoko angu, kana zvakabiwa masikati, kana zvakabiwa usiku.