Genesis 31:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jakobo akatuma munhu kundoɗana Rakeri naRea ʋaʋuye kusaŋgo kuɀipfuwo ɀake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akatuma munhu kundodaidza Rakeri naRea kuti vauye kumafuro kwaiva nezvipfuwo zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jakobho akatuma munhu kundodana Rakeri naRea vauye kusango kuzvipfuwo zvake;
Shona 2009?
lpapo Jakobho akatuma munhu kundodana Rakeri naRea vauye kusango kuzvipfuwo zvake;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jakobho akatuma munhu kundodana Racheri naRea vauye kusango kuzvipfuwo zvake;