Genesis 31:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Masikati ndakafa nezuʋa, ʋusiku necando; hope dzaŋgu dzikabva kumeso aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo aiva magariro angu: Ndakapiswa nezuva masikati uye nechando usiku, uye hope dzakatiza mumaziso angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Masikati ndaitsva nezuva, usiku ndichidedera nechando ndichirara ndakasvunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Masikati ndakafa nezuva, usiku nechando; hope dzangu dzikabva kumeso angu.
Shona 2009?
Masikati ndakafa nezuva, usiku nechando; hope dzangu dzikabva kumeso angu.
Shona SUB 2002 Bible
Masikati ndakafa nezuva, usiku nechando; hope dzangu dzikabva kumeso angu.