Genesis 31:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai Mŋari waɓaɓa ʋangu, Mŋari waAbrahama, iye wakatyiwa naIsaka, asaiʋa neni, ɀirokwaɀo muŋgaɗai maindiendisa ndisinecinhu. Mŋari wakaʋona kutambudzika kwaŋgu namaɓasa amaʋoko aŋgu, akakurairai ʋusiku bgazuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai Mwari wababa vangu, iye Mwari waAbhurahama uye aityiwa naIsaka, akanga asineni, zvirokwazvo mungadai makandiendesa ndisina chinhu. Asi Mwari akaona kutambudzika kwangu nokubata kwamaoko angu, uye usiku akakutsiurai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai Mwari wababa wangu, Mwari waAbhurahamu, Mwari anonamatwa naIsaki akanga asineni, chokwadi chokwadi mungadai makandirega ndichienda zvangu ndisina nechii chose. Mwari akaona kutambura kwangu nokushanda kwandakaita, saka akuyambirai usiku hwanhasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai Mwari wababa vangu, Mwari waAbhurahamu, iye wakatyiwa naIsaka, asaiva neni, zvirokwazvo mungadai maindiendesa ndisina chinhu. Mwari akaona kutambudzika kwangu namabasa amaoko angu, akakurairai usiku hwazuro.”
Shona 2009?
Dai Mwari wababa vangu, Mwari waAbhurahamu, iye wakatyiwa naIsaka, asaiva neni, zvirokwazvo mungadai maindiendesa ndisina chinhu. Mwari akaona kutambudzika kwangu namabasa amaoko angu, akakurairai usiku hwazuro."
Shona SUB 2002 Bible
Dai Mwari wababa vangu, Mwari waAbhurahamu, iye wakatyiwa naIsaka, asaiva neni, zvirokwazvo mungadai maindiendesa ndisina chinhu. Mwari akaona kutambudzika kwangu namabasa amaoko angu, akakurairai usiku hwazuro.”