Genesis 31:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akati kuhama dzake: Ʋuŋganidzai mabge; iʋo ʋakatora mabge, ʋakaita murwi; ʋakadya ipapo pamurwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kuhama dzake, “Unganidzai mamwe mabwe.” Saka vakatora mabwe vakaaunganidza vakaita murwi, uye vakadya ipapo pamurwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akati kuhama dzake, “Unganidzai mabwe;” ivo vakatora mabwe, vakaita murwi; vakadya ipapo pamurwi.
Shona 2009?
Jakobho akati kuhama dzake, "Unganidzai mabwe;" ivo vakatora mabwe, vakaita murwi; vakadya ipapo pamurwi.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akati kuhama dzake, “Unganidzai mabwe;” ivo vakatora mabwe, vakaita murwi; vakadya ipapo pamurwi.