Genesis 31:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rabani akati: Murwi uyu ŋgaciʋe capupu pakati paŋgu newe zuʋa ranhasi. Naiɀoɀo wakatumidzwa zita rinonzi Garidi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akati, “Murwi uyu ndiwo uchapupu pakati pangu newe nhasi.” Ndokusaka wakanzi Gareedhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akati, “Nhasi uno murwi uyu wava chiyeuchidzo pakati pedu.” Saka vakatumidza murwi iwoyo zita rokuti Gareedhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rabhani akati, “Murwi uyu ngachive chapupu pakati pangu newe zuva ranhasi.” Naizvozvo akatumidzwa zita rinonzi Garidhi,
Shona 2009?
Rabhani akati, "Murwi uyu ngachive chapupu pakati pangu newe zuva ranhasi." Naizvozvo akatumidzwa zita rinonzi Garidhi,
Shona SUB 2002 Bible
Rabhani akati, “Murwi uyu ngachive chapupu pakati pangu newe zuva ranhasi.” Naizvozvo akatumidzwa zita rinonzi Garidhi,