Genesis 31:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ʋo Mizpa, nokuti wakati: Jehova ŋgaarinde pakati paŋgu newe, kana tisiŋgaʋonani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga uchinziwo Mizipa, nokuti akati, “Jehovha ngaachengete iwe neni patinenge tiri kure nokure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe zita rawo rakanzi Mizipa nokuti Rabhani akati, “Zvako iwe neni ngatichizvisiya mumaoko aTenzi, patinenge takati uyu kwake uyu kwake Mwari ndiye anenge achiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyewo Mizipa, nokuti akati, “Jehovha ngaarinde pakati pangu newe, kana tisingaonani.
Shona 2009?
uyewo Mizipa, nokuti akati, "Jehovha ngaarinde pakati pangu newe, kana tisingaonani.
Shona SUB 2002 Bible
uyewo Mizipa, nokuti akati, “Jehovha ngaarinde pakati pangu newe, kana tisingaonani.