Genesis 31:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rabani akati kunaJakobo: Tarira murwi uyu, tarira shoŋgwe iyi, yandakamisa pakati paŋgu newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani akatiwo kuna Jakobho, “Hoyu murwi uyu, uye heyi mbiru yandamisa iyi pakati pako neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akatizve, “Tarisa chitata chemurwi wamatombo ichi, neibwe iri randamisa pakati pangu newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Tarira murwi uyu, tarira shongwe iyi, yandakamisa pakati pangu newe.
Shona 2009?
Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, "Tarira murwi uyu, tarira shongwe iyi, yandakamisa pakati pangu newe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Tarira murwi uyu, tarira shongwe iyi, yandakamisa pakati pangu newe.