Genesis 32:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakaenda nenzira yake, ʋatumŋa ʋaMŋari ndokusoŋgana naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akaendawo nzira yake, uye vatumwa vaMwari vakasangana naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akasimudzirawo rwendo rwake, vatumwa vaMwari ndokusangana naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akaenda nenzira yake, vatumwa vaMwari ndokusangana naye.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akaenda nenzira yake, vatumwa vaMwari ndokusangana naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akaenda nenzira yake, vatumwa vaMwari ndokusangana naye.