Genesis 32:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaiti: Nhunɀi dzembudzi dzinamazana maʋiri, nenhoŋgo dzinamakumi maʋiri, namatunɀi amakwai anamazana maʋiri, namakondobge anamakumi maʋiri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mazana maviri enhunzvi dzembudzi namakumi maviri enhongo dzembudzi, mazana maviri amatunzvi amakwai namakondohwe makumi maviri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chamazana maviri enhunzvi dzembudzi, namakumi maviri emakotora, namazana maviri enhunzvi dzehwai, namakumi maviri ehondohwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaiti: Nhunzvi dzembudzi dzina mazana maviri, nenhongo dzina makumi maviri, namatunzvi amakwai ana mazana maviri, namakondohwe ana makumi maviri,
Shona 2009?
zvaiti: Nhunzvi dzembudzi dzina mazana maviri, nenhongo dzina makumi maviri, namatunzvi amakwai ana mazana maviri, namakondohwe ana makumi maviri,
Shona SUB 2002 Bible
zvaiti: Nhunzvi dzembudzi dzina mazana maviri, nenhongo dzina makumi maviri, namatunzvi amakwai ana mazana maviri, namakondohwe ana makumi maviri,