Genesis 32:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraira wokutaŋga, akati: Kana Esau, mukuru waŋgu, akasoŋgana newe, akabvunza, aciti: Uri munhu waaniko — Unoendepiko — Iɀi ɀiri pamberi pako ndeɀaani?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira uya akanga achitungamirira akati, “Mukoma wangu Esau paanosangana nemi uye akakubvunza achiti, ‘Uri waaniko iwe, uye uri kuendepi, uye pfuma yose iri mberi kwako ndeyani?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akarayira veboka repamberimberi achiti, “Kana mukoma wangu Esau akasangana nemi akakubvunzai achiti, ‘Muri vekwaani? Ko muri kuenda kupiko? Zvamuri kutinha ndezvaani?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaraira wokutanga, akati, “Kana Esau, mukuru wangu, akasangana newe, akabvunza, achiti, ‘Uri munhu waaniko? Unoendepiko? Izvi zviri pamberi pako ndezvaani?’
Shona 2009?
Akaraira wokutanga, akati, "Kana Esau, mukuru wangu, akasangana newe, akabvunza, achiti, `Uri munhu waaniko? Unoendepiko? Izvi zviri pamberi pako ndezvaani?'
Shona SUB 2002 Bible
Akaraira wokutanga, akati, “Kana Esau, mukuru wangu, akasangana newe, akabvunza, achiti, ‘Uri munhu waaniko? Unoendepiko? Izvi zviri pamberi pako ndezvaani?’