Genesis 32:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aciʋaʋona, Jakobo akati: Ihondo yaMŋari; akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Mahanaimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati achivaona, akati, “Uyu ndiwo musasa waMwari!” Saka akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Mahanaimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho paakavaona akati, “Inga ihondo yaMwari chaiyo!” Saka nzvimbo iyoyo akaitumidza zita rokuti Mahanaimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achivaona, Jakobho akati, “Ihondo yaMwari;” akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Mahanaimi.
Shona 2009?
Akati achivaona, Jakobho akati, "Ihondo yaMwari;" akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Mahanaimi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati achivaona, Jakobho akati, “Ihondo yaMwari;” akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Mahanaimi.