Genesis 32:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muti: Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobo uri mashure meɗu. Nokuti wakati: Ndicambomunyaradza necipo cinondituŋgamirira, ndigoti ndoʋona ciso cake; ɀimŋe ucandigamucira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye murangarire kuti, ‘Muranda wenyu Jakobho ari kuuya mumashure medu.’ ” Nokuti akafunga akati, “Ndamunyaradza nezvipo zvandiri kumutumira mberi; pandinozomuona, zvichida achandigamuchira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye muudzei kuti, ‘Muranda wenyuwo Jakobho ari mushure,’ ” nokuti aifunga kuti, “Regai ndimufadze nokufanotumira chipo ichi ndigozoti ndosangana zvangu naye, zvimwe angandigamuchire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muti, ‘Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobho ari mumashure medu.’ ” Nokuti akati, “Ndichambomunyaradza nechipo chinonditungamirira, ndigoti ndoona chiso chake; zvimwe achandigamuchira.”
Shona 2009?
muti, `Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobho ari mumashure medu.' " Nokuti akati, "Ndichambomunyaradza nechipo chinonditungamirira, ndigoti ndoona chiso chake; zvimwe achandigamuchira."
Shona SUB 2002 Bible
muti, ‘Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobho ari mumashure medu.’ ” Nokuti akati, “Ndichambomunyaradza nechipo chinonditungamirira, ndigoti ndoona chiso chake; zvimwe achandigamuchira.”