Genesis 32:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Zita rako ndianiko — Iye akati: Jakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume uya akamubvunza akati, “Zita rako ndianiko?” Jakobho akapindura akati, “Jakobho.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uyu akati, “Zita rako ndiani?” Iye ndokuti, “Ndinonzi Jakobho!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Zita rako ndianiko?” Iye akati, “Jakobho.”
Shona 2009?
Akati kwaari, "Zita rako ndianiko?" Iye akati, "Jakobho."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Zita rako ndianiko?” Iye akati, “Jakobho.”