Genesis 32:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akatuma nhume pamberi pake kunaEsau, mukuru wake, kunyika yeSeiri, munyika yeEdomi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akatuma nhume mberi kwake kumukoma wake Esau munyika yeSeiri, iyo nyika yeEdhomu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akafanotuma nhume kuna Esau mukoma wake aigara kuSeiri munyika yeEdhomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akatuma nhume pamberi pake kuna Esau, mukuru wake, kunyika yeSeiri, munyika yeEdhomu.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akatuma nhume pamberi pake kuna Esau, mukuru wake, kunyika yeSeiri, munyika yeEdhomu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akatuma nhume pamberi pake kuna Esau, mukuru wake, kunyika yeSeiri, munyika yeEdhomu.