Genesis 32:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Penieri; nokuti wakati: Ndakaʋonana naMŋari, ʋupenyu bgaŋgu ʋukaceŋgetwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jakobho akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Penieri, akati, “Nokuti ndaona Mwari chiso nechiso, asi handina kufa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho ndokubva apatumidza zita rokuti Penueri achiti, “Ndaonana naMwari uso nouso, asi ndaramba ndiri mupenyu!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Penieri; nokuti akati, “Ndakaonana naMwari, upenyu hwangu hukachengetwa.”
Shona 2009?
Zvino Jakobho akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Penieri; nokuti akati, "Ndakaonana naMwari, upenyu hwangu hukachengetwa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Penieri; nokuti akati, “Ndakaonana naMwari, upenyu hwangu hukachengetwa.”