Genesis 32:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhume dzikadzokera kunaJakobo, dzikati: Takandoȿika kumukuru wenyu Esau; naiye unoʋuya kuzosoŋgana nemi anaʋarume ʋanamazana manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhume dzakati dzadzoka kuna Jakobho, dzakati kwaari, “Takaenda kumukoma wenyu Esau, uye ari kuuya zvino kuzosangana nemi, uye ana varume mazana mana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhume dzikadzokera kuna Jakobho, dzikati, “Takandosvika kumukuru wenyu Esau; naiye anouya kuzosangana nemi ana varume vana mazana mana.”
Shona 2009?
Nhume dzikadzokera kuna Jako­bho, dzikati, "Takandosvika kumukuru wenyu Esau; naiye anouya kuzosangana nemwi ana varume vana mazana mana."
Shona SUB 2002 Bible
Nhume dzikadzokera kuna Jakobho, dzikati, “Takandosvika kumukuru wenyu Esau; naiye anouya kuzosangana nemi ana varume vana mazana mana.”