Genesis 32:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akatya kwaɀo, akatambudzika; akaparadzanisa ʋanhu ʋaakaŋga anaʋo, namakwai neŋombe namakamera, akaita mapoka maʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akatya zvikuru uye akatambudzika, akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo mumapoka maviri, uye makwai nemombe nengamerawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akabva atya akatambudzika mumwoyo zvikuru, akakamura vanhu vavaiva navo nezvipfuwo nemombe nengamera ndokuita mapoka maviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akatya kwazvo, akatambudzika; akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo, namakwai nemombe namakamera, akaita mapoka maviri;
Shona 2009?
Jakobho akatya kwazvo, akatambu­dzika; akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo, namakwai nemombe namaka­mera, akaita mapoka maviri;
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akatya kwazvo, akatambudzika; akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo, namakwai nemombe namakamera, akaita mapoka maviri;